
History of Zimbabwe PC
HistoryofTheWorld
GameLoopエミュレーターを使用してPCにHistory of Zimbabweをダウンロードします
History of Zimbabwe PC版
開発者HistoryofTheWorldからのHistory of Zimbabweは、過去にAndroidsystermで実行されています。
これで、GameLoopを搭載したPCでHistory of Zimbabweをスムーズにプレイできます。
GameLoopライブラリまたは検索結果にダウンロードしてください。 バッテリーに目を向けたり、間違った時間にイライラしたりすることはもうありません。
大画面でHistory of ZimbabwePCを無料でお楽しみください!
History of Zimbabwe 序章
(英語)
1979 年のランカスター ハウス協定に続いて、1980 年に国際的に認められた多数決制に移行しました。同年4月18日、英国はジンバブエの独立を正式に認めた。 2000 年代、ジンバブエの経済は、管理ミスや汚職、2001 年のジンバブエ民主主義経済回復法などの制裁措置など、さまざまな要因により悪化し始めました。改革。経済の不安定性により、ジンバブエ軍の何人かのメンバーは、2007 年にクーデターで政府を打倒しようとしました。1980 年にジンバブエとして独立が認められる前は、国はいくつかの名前で知られていました。ローデシア、南ローデシア、およびジンバブエ ローデシア。
(チショナ)
ジンバブエ、イチンジズベ ジンバブエ共和国、ウエ ヤカンボジヴィカンワ セ 南ローデシア、ローデシア共和国 ウエズベ ジンバブエ ローデシア、インニカ ヤカコンベレズワ ネズジムウェ イリ クチャンヘンベ クウェアフリカ。
Kumabvazuva kuneモザンビーク、kuchamhembe kune Chamhembe Africa、kumadokero kune ボツワナ、kumawodzanyemba kuneザンビア。 Mutauro wevakambopamba nyika Chirungu (英語) asi ruzhinji rwevanhu munyika iyi runotaura ChiShona. ChiShona mutauro wevanhu vakagara munzvimbo iyi kubva macarekare. Rurimi rweSindebele rwunotaurwawo zvakare muジンバブエ nevanhu veMatabele. Ava vanhu vakasvikawo munzvimbo iyi apo veChiShona vanga vatodzika midzi. VeMatabele ava vaibvawo nechekuchamhembe uko vaitiza ishe wavo Shaka Zulu uyo aida kuvatonga ivo vasingadi kutongwa naye
Zvakare kuchamhembe kwenyika iyi kune rwizi rukuru rwunonzi Limpopo、ukuwo kumawodzanyemba kunezve rumwe rwizi rukuru runonzi Zambezi. Nzizi idzi ihuru kwazvo uye dzinodira muungwa reIndian Ocean。
Kubvira makore 1250 kabanga kuzvika 1629, nzvimbo yavekuzikanwa seZimbabwe iyi yaitongwa nemadzimambo eMutapa (Mutapa Empire), vachizikanwazve sekuti Mwene Mutapa, Monomatapa kana kuti pachirungu Empire of Great Zimbabwe. Nzvimbo iyoyi yaive nemukurumbira chaizvo panyaya dzendarama (Goridhe), iro raifambiswa nevanhu vechiArab. Zvakadaro、vechiPutukezi (ポルトガル語) vakauya ndokuparadza hurongwa ihwohwo nokukasira、zvikasiya Monomatapa iri panguva yekusaziva zvekuita . Gore ra1834 veMatabele, ava vanga vakuzviti mandebele, vakasvikawo munzvimbo iyoyi yamadzimambo Mutapa. Vakasvika nechekuchamhemhembe kwakadziva kumadokero (南西) kwenzvimbo yamadzimambo Mutapa.タンボ タウラ パムソロ クティ ヴァンフ アヴァ ヴァカンゲ ヴァリ クティザ クブヴァ クナマンボ ワヴォウォ シャカ エインゲ アリクディア マラシャ シャンヘンベ イココ。 VechiNdebele ava vaitungamirwawo namambo wavo Lobengula. Nzvimbo yavakagara iyi yaizozikanwa seMatabeleland munguva yaizotevera kusanginisira zvino uno.
Nyika yeZimbabwe yakawana kuzvitonga mugore ra1980, apo bato reZanu-PF raRobert Gabriel Mugabe rakavhoterwa neruzhinji rwevanhu. Mureza weBritain wakadzikiswa musi wa 1980 年 4 月 18 日、mureza weZimbabwe ukasimudzwa。 VaMugabe vakatonga nyika iyi kwemakore anopotsa makumi mana. Mushure mekudaro、mutevedzeri wavo Emmerson Mnangagwa akatora chinzvimbo chazvo mushure mekunge va Mugabe vamanikidzwa kuti vasiye basa. Emmerson Mnangagwa uyu haana kuzvitorera chigaro ega、akabatsirwa nemauto uyezve aiva nerubatsiro rwebato raitonga rinova Zanu Pf. Iri ndiro bato richirikutonga munyika ye Zimbabwe zuva ranhasi. Emmeson Mnangagwa akatpinda pachigaro mugore ra 2017 mumwedzi wa Mbudzi, netarisiro yekuti gore raitevera paitwe sarudzo yekutsvaga mutungamiri wenyika anodiwa nevanhu. Ruzhinji rwakamusarudza zvakare asi pakaita mutauro nemutungamiriri webato rinopikisa MDC rinotungamirirwa na va Nelson Chamisa. Myaya iyi yakanetsa ikatozoenda kudare redzimhosva rinoona nenyaya dzebumbiro remitemo. Nyaya ya Va Chamisa yekupikisa zvakabuda musarudzo yakaonekwa nedare isina humbowo, dare rikati Emmeson Mnangawa ndiye akasarudzwa neruzhinji.
注意:
このアプリは、教育および研究目的で開発されており、公正使用法に該当します。
タグ
Books-&情報
デベロッパー
HistoryofTheWorld
最新バージョン
2.2
最終更新
2022-10-22
カテゴリー
Books-reference
上で利用可能
Google Play
もっと見せる
PCでGameLoopを使用してHistory of Zimbabweをプレイする方法
1. 公式WebサイトからGameLoopをダウンロードし、exeファイルを実行してGameLoopをインストールします
2. GameLoopを開いて「History of Zimbabwe」を検索し、検索結果でHistory of Zimbabweを見つけて、「インストール」をクリックします。
3. GameLoopでHistory of Zimbabweを楽しんでください
Minimum requirements
OS
Windows 8.1 64-bit or Windows 10 64-bit
GPU
GTX 1050
CPU
i3-8300
Memory
8GB RAM
Storage
1GB available space
Recommended requirements
OS
Windows 8.1 64-bit or Windows 10 64-bit
GPU
GTX 1050
CPU
i3-9320
Memory
16GB RAM
Storage
1GB available space