
History of Zimbabwe 電腦版
HistoryofTheWorld
用GameLoop模拟器在電腦上玩History of Zimbabwe
History of Zimbabwe 電腦版
來自發行商 HistoryofTheWorld 的 History of Zimbabwe 能夠在安卓系統上運行。
現在,您可以在電腦上使用 GameLoop 模擬器流暢地玩 History of Zimbabwe。
在 GameLoop 遊戲庫或搜索結果中下載。 不需要再暢玩遊戲時盯著電池電量或被令人懊惱的來電打斷。
只需在電腦大屏幕上免費下載暢玩History of Zimbabwe 電腦版!
History of Zimbabwe 簡介
(英語)
在 1979 年的蘭開斯特議院協議之後,1980 年過渡到國際公認的多數統治;英國於當年 4 月 18 日正式授予津巴布韋獨立。在 2000 年代,津巴布韋的經濟由於各種因素而開始惡化,包括管理不善和腐敗,實施制裁,例如 2001 年津巴布韋民主和經濟復甦法案,在從願意買方、願意賣方轉向快速通道土地之後改革。經濟不穩定導致津巴布韋軍方的幾名成員在 2007 年的政變中試圖推翻政府。在 1980 年津巴布韋被承認獨立之前,這個國家有幾個名字:羅得西亞、南羅得西亞和津巴布韋羅得西亞。
(千章菜)
Zimbabwe, ichinzizve Republic of Zimbabwe, uye yakambozivikanwa seSouthern Rhodesia, Republic of Rhodesia uyezve Zimbabwe Rhodesia, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri kuchamhembe kweAfrica.
Kumabvazuva kune莫桑比克、kuchamhembe kune Chamhembe Africa、kumadokero kune 博茨瓦納、kumawodzanyemba kune贊比亞。 Mutauro wevakambopamba nyika Chirungu (英文) asi ruzhinji rwevanhu munyika iyi runotaura ChiShona。 ChiShona mutauro wevanhu vakagara munzvimbo iyi kubva makarekare。 Rurimi rweSindebele rwunotaurwawo zvakare muZimbabwe nevanhu veMatabele。 Ava vanhu vakasvikawo munzvimbo iyi apo veChiShona vanga vatodzika midzi。 VeMatabele ava vaibvawo nechekuchamhembe uko vaitiza ishe wavo Shaka Zulu uyo aida kuvatonga ivo vasingadi kutongwa naye
Zvakare kuchhembe kwenyika iyi kune rwizi rukuru rwunonzi Limpopo, ukuwo kumawodzanyemba kunezve rumwe rwizi rukuru runonzi Zambezi。 Nzizi idzi ihuru kwazvo uye dzinodira mugungwa reIndian Ocean。
Kubvira makore 1250 kabanga kuzvika 1629, nzvimbo yavekuzikanwa seZimbabwe iyi yaitongwa nemadzimambo eMutapa (Mutapa Empire), vachizikanwazve sekuti Mwene Mutapa, Monomatapa kana kuti pachirungu 大津巴布韋帝國。 Nzvimbo iyoyi yaive nemukurumbira chaizvo panyaya dzendarama (Goridhe), iro raifambiswa nevanhu vechiArab。 Zvakadaro, vechiPutukezi (葡萄牙語) vakauya ndokuparadza hurongwa ihwohwo nokukasira, zvikasiya Monomatapa iri panguva yekusaziva zvekuita 。 Gore ra1834 veMatabele,ava vanga vakuzviti maNdebele,vakasvikawo munzvimbo iyoyi yamadzimambo Mutapa。 Vakasvika nechekuchamhemhembe kwakadziva kumadokero (西南) kwenzvimbo yamadzimambo Mutapa。 Tambo taura pamusoro kuti vanhu ava vakange vari kutiza kubva kunamambo wavowo Shaka ainge arikudya marasha chamhembe ikoko。 VechiNdebele ava vaitungamirwawo namambo wavo Lobengula。 Nzvimbo yavakagara iyi yaizozikanwa seMatabeleland munguva yaizotevera kusanginisira zvino uno。
Nyika yeZimbabwe yakawana kuzvitonga mugore ra1980, apo bato reZanu-PF raRobert Gabriel Mugabe rakavhoterwa neruzhinji rwevanhu。 Mureza weBritish wakadzikiswa musi wa18 April 1980, mureza weZimbabwe ukasimudzwa。 VaMugabe vakatonga nyika iyi kwemakore anopotsa makumi 法力。 Mushure mekudaro, mutevedzeri wavo Emmerson Mnangagwa akatora chinzvimbo chazvo mushure mekunge va Mugabe vamanikidzwa kuti vasiye basa。 Emmerson Mnangagwa uyu haana kuzvitorera chigaro ega, akabatsirwa nemauto uyezve aiva nerubatsiro rwebato raitonga rinova Zanu Pf. Iri ndiro bato richirikutonga munyika ye Zimbabwe zuva ranhasi。 Emmeson Mnangagwa akatpinda pachigaro mugore ra 2017 mumwedzi wa Mbudzi, netarisiro yekuti gore raitevera paitwe sarudzo yekutsvaga mutungamiri wenyika anodiwa nevanhu。 Ruzhinji rwakamusarudza zvakare asi pakaita mutauro nemutungamiriri webato rinopikisa MDC rinotungamirirwa na va Nelson Chamisa。 Myaya iyi yakanetsa ikatozoenda kudare redzimhosva rinoona nenyaya dzebumbiro remitemo。 Nyaya ya Va Chamisa yekupikisa zvakabuda musarudzo yakaonekwa nedare isina humbowo,敢 rikati Emmeson Mnangawa ndiye akasarudzwa neruzhinji。
注意:
這個應用程序是為教育和研究目的而開發的,屬於合理使用法。
標籤
Books-&訊息
開發商
HistoryofTheWorld
最新版本
2.2
更新時間
2022-10-22
類別
Books-reference
同時可用
Google Play
更多
如何在電腦上用 GameLoop 玩 History of Zimbabwe
1. 從官網下載GameLoop,然後運行exe文件安裝GameLoop
2. 打開GameLoop,搜索“History of Zimbabwe”,在搜索結果中找到History of Zimbabwe,點擊“安裝”
3. 享受在 GameLoop 上玩 History of Zimbabwe 的樂趣
Minimum requirements
OS
Windows 8.1 64-bit or Windows 10 64-bit
GPU
GTX 1050
CPU
i3-8300
Memory
8GB RAM
Storage
1GB available space
Recommended requirements
OS
Windows 8.1 64-bit or Windows 10 64-bit
GPU
GTX 1050
CPU
i3-9320
Memory
16GB RAM
Storage
1GB available space